Hurukuro naVaJohn Yasini Public Domain   Voice of America 4 hr
Hurukuro naVaJohn Masuku Public Domain   Voice of America 4 hr
Hurukuro Na Va Austin Majahanjani Public Domain  — Hurukuro Na Va Austin Majahanjani ... Voice of America 5 hr
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa Public Domain   Voice of America 5 hr
Vapoteri Vekune Dzimwe Nyika Vari muZimbabwe Vanoti Pane Zvakawanda Zvinoda Kuitwa Kuti Hupenyu Hwav... Public Domain   Voice of America 5 hr
Live Talk Public Domain   Voice of America 6 hr
LiveTalk Public Domain  — LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru. ... Voice of America 6 hr
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa Public Domain   Voice of America 6 hr
Studio 7 Public Domain  — Studio 7 60 minutes ... Voice of America 6 hr
Indaba zesiNdebele Public Domain  — Ndebele 1800-1830 Monday-Friday ... Voice of America 6 hr
Hurukuro naVaAustin Majahanjani Public Domain   Voice of America 6 hr
Nyaya Ina Shingirai Madondo Public Domain   Voice of America 7 hr
Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zvakapotera kuBotswana Zvonogariswa Patsva kuAmerica neCanada Public Domain   Voice of America 7 hr
Nhau dzeShona Public Domain  —  Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30 ... Voice of America 7 hr
Chikwata cheVapoteri Vakabva kuBurundi Vari paTongorara Refugee Camp Chichitandadza Vanhu neNgoma pa... Public Domain  — Vanhu vaungana paTongogara Refugee Camp kuManicaland vachicherechedza zuva revapoteri, reWorld Refugee Day, vachitandadzwa nechikwata chevapoteri vakabva kuBurundi vari pakamba iyi. Tongogara Refugee Camp ine vapoteri vanosvika zviuru gumi nezvitanhatu. (Vhidihiyo naTobias Mudzingwa) ... Voice of America 9 hr
Nhau dzeShona Mangwanani Public Domain  — Nhau dzeShona Mangwanani ... Voice of America 20 hr
Hurukuro naMuzvainafundo Ricky Mukonza Public Domain   Voice of America 1 d
Vatsigiri veBato reAfrican National Congress remuSouth Africa Vachiimba Pakugadzwa kwaVaCyril Ramaph... Public Domain  — Vatsigiri vebato reAfrican National Congress remuSouth Africa vange vachipemberera nekuimba pakugadzwa kwaVaCyril Ramaphosa semutungamiri wenyika iyi mushure mesarudzo. ... Voice of America 1 d
Vabereki Vane Vana Vakaremara Vanoti Kodzero Dzavo Dziri Kutyorwa muNyika Public Domain   Voice of America 1 d
Nyaya Ina Godfrey Mtimba Public Domain   Voice of America 1 d
Hurukuro naAmai Diana Zimbudzana Chambara Public Domain   Voice of America 1 d
Chizvarwa cheZimbabwe Chine Murume Akasungwa muSouth Africa Chotsvaga Rubatsiro Public Domain  — Washington DC — Muzvare Pedzayi Siwela, chizvarwa cheZimbabwe chiri muJohannesburg muSouth Africa, vari kutsvaga rubatsiro kumhuri yeZimbabwe mushure mekusungwa kwemurume wavo munyika iyi, ukuwo ivo vane pamuviri. Muzvare Siwela vakasangana nedambudziko rekuti murume wavo, Wisby Chidhakwa, akasungwa musi wa 3 Ndira gore rino kwakare kuSouth Africa, akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi misere ari mujeri reModderbee uko ari kutopika jeri izvozvi. Vachitsanangura, Muzvare Siwela, vanoti murume wavo akasvikirwa nemapurisa akanga asina kupfeka nhumbi dzebasa, vakamuti akanga asina kupaka zvakanaka motokari yebasa yaaifamba nayo. Vanoti mapurisa akakumbira kuona pasipoti yaChidhakwa iyo akavapa asi vakaona kuti yakanga yakaguma kushanda mwedzi mina yakanga yadarika. "Pavari kuti regai ndiburitsewo mari yandiinayo shoma iyi, ndopavakabva vasungwa, bvavaradzikwa pasi vakabva vatanga kurohwa, ndopavakatanga kurovana nemapurisa aya kusvika vazorumawo mumwe mupurisa ruoko," Muzvare Siwela vanotsanangura. Vanoti kunyange hazvo murumer wavo akasungwa mukutanga kwandira, akazopiwa mutongo wake wemwedzi misere muna Kurume mushure mekunge hama dzekukereke kwavanopinda dzazoita mudemhe mudemhe dzakaunganidza mari yekubhadhara gweta rakazovamirira mudare. Muzvare Siwela vanoti dambudziko ravave naro nderekuwana gadziriro yemwana ari munzira kana kuti preparation muChirungu pamwe nemari yerhendi sezvo vasiri kushanda. Vanoti kana iri mari yechikafu vanotsanzira kuburikidza nekuita twumabasa twemaoko twakareruka, semunhu akazvitakura. Vanoti vanoda kuvabatsira vanokwanisa kuvabata panhamba dzavo dzenharembozha dzinoti +27 67 986 1771. ... Voice of America 1 d
Zvizvarwa zveZimbabwe Zvotambira neMufaro Mutongo paNyaya yemaZEP Public Domain   Voice of America 1 d
Hurukuro naMuzvinafundo Ricky Mukonza Public Domain   Voice of America 1 d
Hurukuro naVaClaris Madhuku Public Domain   Voice of America 1 d
Hurukuro naAmai Pedzayi Siwela Public Domain   Voice of America 1 d
Nyaya ina Scott Stearns ichiverengwa naJonga Kandemiiri Public Domain   Voice of America 1 d
Nyaya yatumirwa naScott Stearns weVOA Ikaverengwa naJonga Kandemiiri weStudio 7 Public Domain   Voice of America 1 d
Live Talk Public Domain   Voice of America 1 d
Mashoko aVaCyril Ramaphosa vachitora mhiko Public Domain   Voice of America 1 d
LiveTalk Public Domain  — LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru. ... Voice of America 1 d
Nyaya ine mutori wenhau weVOA Scott Stearns ichiverengwa naJonga Kandemiiri Public Domain   Voice of America 1 d
Hurukuro naMuzvinafundo Ricky Mukonza Public Domain   Voice of America 1 d
VaRamaphosa Votora Mhiko Yekutungamira South Africa Vachikurudzira Kubatana Public Domain   Voice of America 1 d
Studio 7 Public Domain  — Studio 7 60 minutes ... Voice of America 1 d
Indaba zesiNdebele Public Domain  — Ndebele 1800-1830 Monday-Friday ... Voice of America 1 d
Nyaya yatumirwa naScott Stearns weVOA mukaiverengerwa naJonga Kandemiiri weStudio 7 Public Domain   Voice of America 1 d
Nhau dzeShona Public Domain  —  Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30 ... Voice of America 1 d
VOA60 Africa- Cyril Ramaphosa was sworn in for a second full term as president of South Africa Public Domain  — Ceremony comes after his party struck a coalition deal to form a government last week ... Voice of America 1 d
VOA60 America President Joe Biden ordered step to offer potential citizenship to hundreds of thousan... Public Domain  — Biden aims to balance his recent aggressive crackdown on the southern border that enraged advocates and many Democratic lawmakers. ... Voice of America 1 d
VOA60 World- Russian President Vladimir Putin and North Korean leader Kim Jong Un signed a new partn... Public Domain  — Deal includes a vow of mutual aid if either country is attacked, as both face escalating standoffs with the West. Putin is making his first visit to North Korea in 24 years. ... Voice of America 1 d
Nhau dzeShona Mangwanani Public Domain  — Nhau dzeShona Mangwanani ... Voice of America 1 d
Mutori weNhau weStudio7 Lucy Yasini Akashaya Nezuro Public Domain  — Washington DC — Mutori wenhau weStudio 7 Lucy Yasini akashaya nezuro maneru kuchipatara che St Annes muHarare mushure mekurwara kwenguva pfupi. Lucy akatanga kushandira Studio 7 muna 2008 mushure mekumboshandira nhepfenyuro yeZBC uye yeSABC News. Sangano revatori venhau reZimbabwe Union Of Journalists ratumira mashoko enyaradzo richiti nyika yarasikirwa nemutori wenhau ange aine makore makumi matatu achiita basa iri uye akazvipira. Mukuru wesangano rinorwira kodzero dzevatori venhau reMISA-Zimbabwe Doctor Tabani Moyo vanoti vaishanda zvakanaka nemufi. Vati aive nhengo yesangano ravo uye akashanda kukurudzira nekushambadzira mabasa avo muHarare kana kuti advocacy. Vati rufu urwu rwunorwadza zvikuru. Mumwe mutori wenhau akashanda naLucy, Annah Chibhamu uyo anoshandira bepanhau reNewZimbabwe.com anoti arwadziwawo zvikuru nekushaya kwasahwira wake. Annah audza Studio 7 kuti, "Ndiri kurwadziwa nekushaya kwaLucy sezvo ange ari munhu anoparubatsiro kuvatapi venhau vakawanda munyika nyanya madzimai echidiki." Atizve, " Ini Lucy akandibatsira ndichangobva kumaruwa kwandayishanda nekundipa ruzivo rwekutapa nhau," Annah Chibhamu audza Studio7.   ... Voice of America 2 d
LiveTalk: The Connection Public Domain  — LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru. ... Voice of America 2 d
Live Talk Public Domain   Voice of America 2 d
Imwe Nhengo yeBato Rinopikisa reCCC Inonzi Yakatyorwa Gumbo Iri muHusungwa Inobatsirwa Kuburuka muBh... Public Domain  — Imwe nhengo yebato reTripple C inonzi yakaitwa kafiramberi nemapurisa muHarare apo yakasungwa iri pamusangano wekucherechedza zuva reDay Of the African Child neSvondo, inobatsirwa kuburuka mubhazi nevamwe vayo, avo vanoti vakarohwawo zvakaipisisa nemapurisa. (Vhidhiyo ina Godwin Mangudya) ... Voice of America 2 d
Studio 7 Public Domain  — Studio 7 60 minutes ... Voice of America 2 d
Indaba zesiNdebele Public Domain  — Ndebele 1800-1830 Monday-Friday ... Voice of America 2 d
Nyaya Ina Tobias Mudzingwa Public Domain   Voice of America 2 d
Nyaya yeKunzi 'Shingai Uri Murume' Yopa Kuti Vamwe Vavo Vazvisungirire Public Domain   Voice of America 2 d